Meaning of:

korokotedza

verb
ku-korokotedza
To congratulate.
"Takakorokotedza mwana wenyu pane zvake zvabuda zvakanaka."
"We congratulated your child on their good results."